KwaunobvaDuramazwiMmwanasikana

Zvinoreva

Uyu mwana werudzi rwechikadzi.

1

Uyu mwana werudzi rwechikadzi.

Mwanasikana wevanhu aiona seakanyanya kudiwa naBaTakue asi bodo nhunzi dzinoda zvakaorera.

Kana ari mwanasikana anofanirwa kutyora muzura kana achikwazisa vakuru.

Izvi zvaiita kuti mwanasikana azokura akangwara uye achiziva kubata imba yake zvine unhu.

Zvakafanana

mwanakadzi

Zvakasiyana

mwanakomana · murumbwana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwanasikana wamambo

princess

Verenga

Swipe for the next word