KwaunobvaDuramazwiMmwanda

Zvinoreva

Mwanda uswa hwakasungwa pamwe chete.

Kuti mwanda kupararira kwezvinhu kana kwevanhu panzvimbo. Vanhu vakati mwanda pamuchato, apo vakange vashanyirwa nemukuze wenyuchi.

1

Mwanda uswa hwakasungwa pamwe chete.

Uku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita vanhu vanenge vavhundutswa.

2

Zvakafanana

chiswa · chimwanda · chitsa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwandau

Kuti mwandau kubvarura chinhu chakanyorovera, chinobvaruka nyore.

Verenga

Swipe for the next word