KwaunobvaDuramazwiCchiswa

Duramazwi · zita

chiswa

Zvinoreva

Chiswa uswa hwakachekwa hukasungwa pamwe chete.

1

Chiswa uswa hwakachekwa hukasungwa pamwe chete.

Chiswa uswa hwakachekwa hukasungwa pamwe chete.

Chiswa uswa hune midzi yakasimbarara chose.

Chiwachiswa ndechakaita sesipo yekuzorera, youpfu nezvimwewo zvinoshandiswa pakuwacha.

2

Chiswa uswa hune midzi yakasimbarara chose.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chita

Chita iboka kana sangano ravanhu vanenge vaine zvavanoita pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word