Duramazwi · zita
mwando
moisture
Duramazwi · zita
moisture
Unyoro nokutonhorera.
Unyoro nokutonhorera.
Ega asina kuudzwa akatozviona kuti shabhani yaive yakadzora mwando.
Vanhu vokuGMB vanofukidza chibage chavo nemasaira kuti chisapinda mvura kana mwando.
Mwando mweya unofefetera.
Dotivhurirawo musuo muno mupinde mwando.
Kana munhu achinzi ane mwando, pfungwa dzake dzinenge dzisingatori zvakanaka.
Duramazwi
01 / 03mwangarira
Mwangarira kunhuhwira kwezvinonaka asi zvaunoziva kuti haukwanisi kuzozviwana.
VerengaSwipe for the next word