Kwaunobva/Duramazwi/M/mwango
Duramazwi · zita
Chimwango.
Vimba nechako, chemwango chekukumbira hachina ndima.
Chimwango ibadza diki rinenge rapera nekushandiswa.
Duramazwi
mwanyanga
Kumwanyanga kupamhidzira pane zvaunenge uchitaura.
mwapwatira
Kana munhu achimwapwatira anenge achibuda mate pakutaura.
mwapwatiro
Mwapwatiro chikafu chinosarira pamiromo kana munhu achidya.
Swipe for the next word