KwaunobvaDuramazwiBbadza

Duramazwi · zita

badza

hoe

matavapanomatano

Zvinoreva

Badza muripo unopiwa kun anga kuti shavi rayo rikwanise kukushandira zvaunoda.

1

Badza muripo unopiwa kun anga kuti shavi rayo rikwanise kukushandira zvaunoda.

Sarezvo akazonokumbirirwa badza akanzi abude panze, neyard yamaitakue yaigara nemasoora akaisakuriswa kusvika kuseri kwaDebra.

Anokutukira badza unokupa upfumi.

Vakatora badza ravo ndiye-----------kutseu yavo yenzungu.

Zvakafanana

matavapano · matano

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

badzaihosha

Uyu munhu ane usimbe hwakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word