Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achimwapwatira anenge achibuda mate pakutaura.
1
Kana munhu achimwapwatira anenge achibuda mate pakutaura.
Kana munhu achimwapwatira anenge achibuda mate pakutaura.
Kumwapwatira kubuda mate mumativi emuromo, pamusaka pekutaurisa kana kuti pamusana pekutaura kwenguva yakarebesa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mwapwatiro
Mwapwatiro chikafu chinosarira pamiromo kana munhu achidya.
VerengaSwipe for the next word