Duramazwi · zita
kamuferefere
breeze
Duramazwi · zita
breeze
Aka kamhepo kanotonhorera chaizvo.
Aka kamhepo kanotonhorera chaizvo.
Ichi chipfeko kana kuti jira rakareruka, zvokuti chero nguva yezhe-madziya munhu unonzwa kufefeterwa.
Duramazwi
01 / 03kamuka
Kana zvinhu zvakamuka zvinenge zvaparadzaniswa, kubva muuzhinji, zvichiiswa zvishoma zvishoma pazvo zvoga.
VerengaSwipe for the next word