KwaunobvaDuramazwiKkamuka

Duramazwi

kamuka

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakamuka zvinenge zvaparadzaniswa, kubva muuzhinji, zvichiiswa zvishoma zvishoma pazvo zvoga.

1

Kana zvinhu zvakamuka zvinenge zvaparadzaniswa, kubva muuzhinji, zvichiiswa zvishoma zvishoma pazvo zvoga.

Tadiwa paakamuka akanzwa kuti VaMhofu vainge vamubhadharira Mari yekuti arapwe.

Pandakaona kwachena ndakamuka ndokugadzira mubhedha wangu ndichibva ndabuda panze.

Tadiwa paakamuka akambozvitarisa akaona ndiye wena kwave kumbofara hake kuti ahana kutaurirwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kamukira

Kukamukira munhu kumupomedzera mhosva yaasina.

Verenga

Swipe for the next word