Duramazwi01 / 03kamufararaKana uchikambura muriwo unenge uchiita zvokuuseva, asi uchitora wakawandisa panguva imwe chete. Kana mukakambura muriwo, munozopedzisira moritemura sadza iroro.Verenga→
Duramazwi03 / 03kamukaKana zvinhu zvakamuka zvinenge zvaparadzaniswa, kubva muuzhinji, zvichiiswa zvishoma zvishoma pazvo zvoga.Verenga→