Duramazwi
kamhina
limp
-gumina-daima-tsvabida-tsvabinya
Duramazwi
limp
Kukamhina kufamba munhu achirerekera rimwe divi rinenge richiteta kutsika pasi, nokuda kokuti rimwe gumbo rinorwadza kana kuti rakaremara.
Kukamhina kufamba munhu achirerekera rimwe divi rinenge richiteta kutsika pasi, nokuda kokuti rimwe gumbo rinorwadza kana kuti rakaremara.
Musanyengerera makudo neanokamhina.
Murume uyo anofamba achikamhina nokuti akakuvara datira.
Kun'anyaira kufamba munhu achikamhina, senge ane chironda pagumbo.
-gumina · -daima · -tsvabida · -tsvabinya
Duramazwi
01 / 03kamu
comb
VerengaSwipe for the next word