KwaunobvaDuramazwiKkambuyu

Duramazwi · zita

kambuyu

insect

Zvinoreva

Kambuyu izita rinoshandiswa kudaidza kapuka kakadupuka zvakanyanyisisa, uye kazhinji kanobhururuka.

1

Kambuyu izita rinoshandiswa kudaidza kapuka kakadupuka zvakanyanyisisa, uye kazhinji kanobhururuka.

Kadhakwa kambuyu kanofarira kugara pedyo nehari inenge ine doro.

Aka kambuyu kanogadzira imba yako mujecha pachibuda kunge pakafuridzirwa nomunhu.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word