KwaunobvaDuramazwiKkapuka

Duramazwi · zita

kapuka

insect · nsect

karombo

Zvinoreva

Kushama.

Kapuka chisikwa chese chinofema, chine muviri mudikidiki, chinofamba nemakumbo kana kuti chinobhururuka.

1

Kushama.

Aka kapuka katema kanosveta ropa remhuka uye kanogara kakarumira pamuviri wadzo.

Ndere kapuka kakatsvukuruka, kane makumbo matanhatu, kanobhururuka uye kanodyiwa.

Buna kapuka kanonzi kanofamba usiku, kane maziso nemaoko akada kuita seemunhu.

2

Kapuka chisikwa chese chinofema, chine muviri mudikidiki, chinofamba nemakumbo kana kuti chinobhururuka.

Aka kapuka katema kanosveta ropa remhuka uye kanogara kakarumira pamuviri wadzo.

Ndere kapuka kakatsvukuruka, kane makumbo matanhatu, kanobhururuka uye kanodyiwa.

Tsindimbeva kapuka kakaita sembeva asi iko kane mvindi dzakawanda kukunda dzembeva.

Zvakafanana

karombo

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kapura

Kukapura kubvisa furo mumukaka uchiita zvokuwurura nechepamusoro.

Verenga

Swipe for the next word