Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kapururu kachisikwa kose kadiki kane manhenga uye kanobhururuka. Mosikwito kapururu kanogona kukonzera marariya.
1
Kapururu kachisikwa kose kadiki kane manhenga uye kanobhururuka. Mosikwito kapururu kanogona kukonzera marariya.
Aka kapururu kanogara munzvimbo dzine madhaka, kakaita segurwe asi iko kari kadiki.
Aka kapururu kakaita segurwe kane dumbu guru kanoti kana kakakuwetera unoita mapundu.
Chikumbwe kapururu katema kanogara mumwena panzvimbo dzakanyorova.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kaputeni
skipper
VerengaSwipe for the next word