KwaunobvaDuramazwiPpedegara

Duramazwi

pedegara

Zvinoreva

Kupedegara kufamba kwemunhu achiita sokukamhina, kazhinji nemhosva yokuti rimwe remakumbo ake ipfupi pane rimwe.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pedhi

Pedhi mapepa akabatanidzwa pamwe chete, anonyorerwa zvinhu zvakasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word