KwaunobvaDuramazwiPpedega pedega

Duramazwi

pedega pedega

pedeya pedeya

Zvinoreva

Kuti pedega pedega kufamba kwemunhu akaremara, ane rimwe remakumbo ake rakareba kupfuura rimwe.

1

Zvakafanana

pedeya pedeya

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pedegara

Kupedegara kufamba kwemunhu achiita sokukamhina, kazhinji nemhosva yokuti rimwe remakumbo ake ipfupi pane rimwe.

Verenga

Swipe for the next word