KwaunobvaDuramazwiGgamhi

Duramazwi

gamhi

Zvinoreva

Kana munhu achiti gamhi anenge asinganyatsotsika zvakanaka, pamusana pekuti gumbo rake rinenge richirwadza.

1

Chigamhi kusunga n'ombe munyanga nomugumbo kuitira kuti isakwanisa kufambisa, kunyanya kana iri njeni.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word