Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kugamha kubata chinhu chinenge chakandwa kana chava kudonha.

Kuchingidzira kugamha chinhu chakaita semvura inobva mudenga uchiisa mumudziyo.
Kukachikira chinhu kuchigamha chichiri mudenga uye chisati chamhara pasi.
Mambure maneti anosungirirwa pagedhi kuti azogamha bhora rinenge ramwa.
Kugamha kupindira munyaya inenge ichitaurwa, iwe uchipawo pfungwa dzako, anga achitaura asati apedza.
Kuchingidzira kugamha chinhu chakaita semvura inobva mudenga uchiisa mumudziyo.
Kukachikira chinhu kuchigamha chichiri mudenga uye chisati chamhara pasi.
Mambure maneti anosungirirwa pagedhi kuti azogamha bhora rinenge ramwa.
Zvakafanana
-chingura
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gamhi
Kana munhu achiti gamhi anenge asinganyatsotsika zvakanaka, pamusana pekuti gumbo rake rinenge richirwadza.
VerengaSwipe for the next word