KwaunobvaDuramazwiGgambukambu

Duramazwi · zita

gambukambu

Zvinoreva

Gambukambu zvinhu zvinonaka chaizvo zvinodyiwa zvakavhenganiswa, zvakaita sesadza nemukaka.

1

Kana vanhu vachiita gambukambu pakudya vanenge vachidyira mundiro imwe chete zvinhu zvakaita seusvusvu, vachikasira-kasira.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gambura

Gambura imvura inenge izere madhaka.

Verenga

Swipe for the next word