KwaunobvaDuramazwiGgambiza

Duramazwi · zita

gambiza

Zvinoreva

Gambiza zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo.

1

Gambiza chinhu chinenge chichishamisa voruzhinji. Rakava gambiza kuti mwana wemakore masere akatoroora.

2

Zvakafanana

jahwi

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gambizira

Kugambizira kunyorovedza pasi kuitira kuti pazova nyore kana pocherwa.

Verenga

Swipe for the next word