Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jahwi imvura nemadhaka zvinoita panzvimbo yakaita sebani kana kunze kwanaya.
1
Jahwi imvura nemadhaka zvinoita panzvimbo yakaita sebani kana kunze kwanaya.
Panojenga mvura pakatsikwa panoita jahwi.
Jahwi imvura nemadhaka zvinoita panzvimbo yakaita sebani kana kunze kwanaya.
Takajanha pamatombo aiva pajahwi.
2
(manje) Kana zvinhu zvakaita jahwi zvinenge zvakawanda chaizvo.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jaidza
Kujaidza kuregerera munhu kana mhuka ichiita kamwe katsika kakaipa kanozonetsa kuregera.
VerengaSwipe for the next word