Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jagi ikapu huru kana mumwewo mudziyo unenge kapu, asi usina mubato.
1
Jagi ikapu huru kana mumwewo mudziyo unenge kapu, asi usina mubato.
Mukaka wakamwa nhasi uri mujagi hombe iro.
2
Bhaketi.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jaha
Kujaha kumhanya kunoita mhuka dzichiita zvokumata.
VerengaSwipe for the next word