Duramazwi01 / 03jagi [jegi]Jagi ikapu huru kana mumwewo mudziyo unenge kapu, asi usina mubato.Verenga→
Duramazwi03 / 03jahwiJahwi imvura nemadhaka zvinoita panzvimbo yakaita sebani kana kunze kwanaya.Verenga→