KwaunobvaDuramazwiJjaha

Duramazwi · zita

jaha

-kakatika

Zvinoreva

Kujaha kumhanya kunoita mhuka dzichiita zvokumata.

Mukomana wechidiki ari panguva yekuda kuroora (young man/bachelor).

1

Iro jaha racho Tapera aingokwenya mhuno nekasiyanwa kuti Tsungai wake nhasi aizova naye zvachose.

2

Zvakafanana

-kakatika

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jahwi

Jahwi imvura nemadhaka zvinoita panzvimbo yakaita sebani kana kunze kwanaya.

Verenga

Swipe for the next word