Duramazwi · zita
jaya
bachelor
Duramazwi · zita
bachelor
Jaya mukomana anenge asvika pazera rekukwanisa kuroora mukadzi, asi iye asati aroora.
Jaya mukomana anenge asvika pazera rekukwanisa kuroora mukadzi, asi iye asati aroora.
Kana jaya rafunga kuita zvokutizisa mukumbo rinenge raona kuti nzira chaiyo inofanira kuteedzwa iri kure uye inorinonotsa.
Pamwewo jaya iri rinenge risina pfuma yakakwana inodikanwa pakuteedza nzira nguva iyoyo nekuti pamwe musikana anenge atsika.
Jaya rakanyara rabatwa risina kupfeka mumbamo.
Duramazwi
01 / 03jayaguru
Jayaguru ishiri ine zhumu rebhuruu nebesu dzvuku refu chaizvo, inodya tupuka, uye inowanzoonekwa muzhizha kazhinji padyo nenzizi.
VerengaSwipe for the next word