KwaunobvaDuramazwiJje

Duramazwi

je

Zvinoreva

Kuti je kucheka uchishandisa banga rinopinza zvikuru.

Kuti je kuvhura maziso wakatarisa chimwe chinhu.

1

Kana kunze kwakati je-e zuva rinenge richipisa, kusina makore mudenga.

Kana chigero chichiti je je je chinenge chichicheka mucheka kana bepa.

Kana doro kana mvura ichiti je je je inenge ichitonhora chaizvo.

2

Kuti je kuvhura maziso wakatarisa chimwe chinhu.

Kana kunze kwakati je-e zuva rinenge richipisa, kusina makore mudenga.

Kuti je je je kurira kunoita shiri kana zvimwewo zvipukanana.

Kuti je kucheka uchishandisa banga rinopinza zvikuru.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

je-e

Kana kunze kwakati je-e zuva rinenge richipisa, kusina makore mudenga.

Verenga

Swipe for the next word