Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murume akura asina kuwana akambove mudzimai.
1
Murume akura asina kuwana akambove mudzimai.
Tsvimborume chenga urarami hama dzife ugogara nhaka.
Tsvimborume kutandara nemvana mwoyo uri kumhandara.
Tsvimborume kutenga duri kuona mashoko kunaka.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svimha
Kusvimha kubudisa misodzi yakawanda uchichema, asi zvisina ruzha rwakanyanya.
VerengaSwipe for the next word