KwaunobvaDuramazwiSsviko-

Duramazwi

sviko-

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinotaridza zvakaitika nguva shomanana mushure mokunge chimwe chinhu chaitika.

1

Ichi chiitogama chinotaridza zvakaitika nguva shomanana mushure mokunge chimwe chinhu chaitika.

Paakadzoka akasvikorara nekuti ainge aneta.

Vakasviko wana vanhu vamire padoor MaiMhofu vachichema vari pamberi paBatakue.

Ikozvino vakasviko rara muside memadziro apo paive nababa vavo naamai vacho chete.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svimborume

Murume akura asina kuwana akambove mudzimai.

Verenga

Swipe for the next word