KwaunobvaDuramazwiSsvina

Duramazwi · zita

svina

Zvinoreva

Kana uchisvina unenge uchibvisa mvura panhumbi, uchiita zvokudzimonyorora kana kudzimbadzira namaoko.

Kuchinya chinhu chemvura uchishandisa masimba echanza kuitira kubudisa zvemukati.

1

Kana uchisvina unenge uchibvisa mvura panhumbi, uchiita zvokudzimonyorora kana kudzimbadzira namaoko.

Svinu yakaitira svina paruware runopurirwa zviyo.

Tishu ibepa rakanyorovera rinoshandiswa muchimbuzi kubvisa tsvina inosarira mushure mokuita svina kana weti.

Mai mhofu vaisada zvetsvina vakatora mutsvairo kwave kutotanga kuita havo thara cleaning mumba mavo.

2

Kana uchisvina doro unenge uchibudisa musvi wedoro mumasese uchiita zvokudzvanya masese ari musefa.

3

Kuchinya chinhu chemvura uchishandisa masimba echanza kuitira kubudisa zvemukati.

Svinu yakaitira svina paruware runopurirwa zviyo.

Ndakabvisa tsvina yose ndokuzomaisa muwashing machine.

Izvi ndakanyatsonzwa kuti zvaive zvemweya wetsvina chaizvo ndichibva ndafunga bible rangu zvino raive ratorwa.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svinga

Svinga mubatanidzwa wehuni dzakawanda, dzakasungirirwa pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word