KwaunobvaDuramazwiSsvinga

Duramazwi · zita

svinga

Zvinoreva

Svinga mubatanidzwa wehuni dzakawanda, dzakasungirirwa pamwe chete.

Kujenga.

1

Svinga mubatanidzwa wehuni dzakawanda, dzakasungirirwa pamwe chete.

Svinga ja mupurururu cho.

(Ichi chirabwe chinodudzirwa chichinzi kuita tsvina neweti

Svinga iri ungarisimudza here zvaunongorenguka somunhu asina chaadya.

2

Kujenga.

Svinga iri ungarisimudza here zvaunongorenguka somunhu asina chaadya.

Akasaidzira svinga rehuni rikandoti *gwachara* pasi.

Kuti gwajata kudonha kwechinhu zvine ruzha, sezvinoita svinga rehuni rajatwa pasi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svingo

Svingo chidziro chakavakwa namabwe oga, pasina dhaka rakashandiswa.

Verenga

Swipe for the next word