KwaunobvaDuramazwiSsvimha

Duramazwi

svimha

Zvinoreva

Kusvimha kubudisa misodzi yakawanda uchichema, asi zvisina ruzha rwakanyanya.

1

Kusvimha kubudisa misodzi yakawanda uchichema, asi zvisina ruzha rwakanyanya.

Mudzimai wavo akanga ongosvimha misodzi asingatauri.

Kusvimha kubudisa misodzi yakawanda uchichema, asi zvisina ruzha rwakanyanya.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svina

Kana uchisvina unenge uchibvisa mvura panhumbi, uchiita zvokudzimonyorora kana kudzimbadzira namaoko.

Verenga

Swipe for the next word