KwaunobvaDuramazwiSsvinu

Duramazwi · zita

svinu

Zvinoreva

Munhu anonzi isvinu ndeuya asinganyari, anoita zvoundururani zvinokanganisa vamwe mumagariro avo, iye asina hanya nazvo.

1

Munhu anonzi isvinu ndeuya asinganyari, anoita zvoundururani zvinokanganisa vamwe mumagariro avo, iye asina hanya nazvo.

Svinu yakaitira svina paruware runopurirwa zviyo.

Zvino hameno kuti aive achazobuda chirudzii nekuti pamba paitove nesecurity svinu chaiyo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svinudza

Kusvinudza munhu kumuita kuti angware.

Verenga

Swipe for the next word