Duramazwi
svinura
-penya-kotsira
Duramazwi
Kana wakasvinura unenge wakavhura maziso ako, usina kurara.
Kana wakasvinura unenge wakavhura maziso ako, usina kurara.
Kwaive kungorarisawo zvako muviri but maziso akasvinura.
Amhofu vakapukuta maziso avo kwave kusvinura zvekare.
Unofa wakasvinura sematemba hama yangu ndokutaurira.
Kana munhu akanzi akasvinura zvinenge zvichireva kuti akachenjera uye akangwarira zveupenyu.
-penya
-kotsira
Duramazwi
01 / 03svinyanga
Kana uchisvinyanga sadza, unenge uchiridzvanya-dzvanya nemaoko kuti riumbike kuita musova.
VerengaSwipe for the next word