KwaunobvaDuramazwiSsvipira

Duramazwi

svipira

Zvinoreva

Kukandira mate pamunhu kana pachinhu kuitira ruzvidzo.

Kufurira.

1

Kana tikatadza kuchengetedza rusununguko urwu tinenge tasvipira magamba mate ane mhiripiri mumaziso.

Mhamhasi isvosve dema kana rakatsvukirira, rinowanzoonekwa kana mvura yanaya, rinoruma nekusvipira mate anorwadza kana akaenda pane ronda.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svipu

Kuti svipu kunanzva zvinhu zvinenge zvakanamira pamwe panhu.

Verenga

Swipe for the next word