KwaunobvaDuramazwiSsvipa

Duramazwi · chiito

svipa

spit

-pfira

Zvinoreva

Kuva neruvara rutema (black).

Kusvipa kuburitsa chinhu chawanga waisa mumukanwa, kana kuburirsa mate ako mumukanwa.

Kubudisa mate kana chimwe mukanwa uchienda nazvo kunze.

1

Kuva neruvara rutema (black).

Ndakanwa mvura iya ndichibva ndachukuchudza mumukanwa ndichibva ndasvipa.

Raiedza kuda kusvipa moto but waiblockiwa usingasvike paari.

Akatarisa kuhwindo kwaaive achiona zinyoka richidongorera richisvipa moto akanzwa muviri wake wese uchimerera.

2

3

Kubudisa mate kana chimwe mukanwa uchienda nazvo kunze.

Raiedza kuda kusvipa moto but waiblockiwa usingasvike paari.

Akatarisa kuhwindo kwaaive achiona zinyoka richidongorera richisvipa moto akanzwa muviri wake wese uchimerera.

Vatete: (Vakambodzokora neziso rakasara panzara) Iwe murume iwe, pu-u ndakusvipa.

Zvakafanana

-pfira

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svipira

Kukandira mate pamunhu kana pachinhu kuitira ruzvidzo.

Verenga

Swipe for the next word