KwaunobvaDuramazwiSsviba [-svipa]

Duramazwi

sviba [-svipa]

Zvinoreva

Kushaya chiedza kwekunze kana kuva neruvara rutema.

1

Kushaya chiedza kwekunze kana kuva neruvara rutema.

2

Kana chinhu chichinzi chakasviba chinenge chine ruvara rutema.

3

Kana kunze kuchinzi kwakasviba kuenge kusina chiedza kana zuva.

4

Kana chinhu chasviba chinenge chava netsvina. Hembe yako yasviba nei kudaro?

5

Kana munhu achinzi akasviba anenge ari mutema.

Ini handidi murume akasviba. Ndinoda mutsvuku.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svibirira

Kana mashizha emuti akasvibirira anenge akaita girini kusiyana neemimwe miti inenge ine akati chenerukei. Mashizha emutengo akasvibirira, asi emuzeze akacheneruka.

Verenga

Swipe for the next word