KwaunobvaDuramazwiPpfira

Duramazwi

pfira

spit

Zvinoreva

Kana munhu achipfira anenge achiburitsa mate kana chikararwa.

1

Kana munhu achipfira anenge achiburitsa mate kana chikararwa.

Kufurira kumwaya mvura kana kupfira mate, sezvinoita nyoka kana kiti.

Kana munhu akati mate tsatya anenge aapfira achinowira kure naye.

Kana munhu achipfira anenge achiburitsa mate kana chikararwa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfirapo

Pfirapo chinhu chakagadzirwa zvokuti hachizofa zvakare.

Verenga

Swipe for the next word