Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchipfinyira hembe unenge uchiipfekera mukati metirauzi kana siketi.
1

Kana munhu achipfinyira hembe kana mudhebhe anenge achipeta kumupe-ndero kwayo kuti kusanyura mumvura.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfipfidza
Kupfipfidza kuseka kunenge kweunzenza, usingaseki zvinonyanyonzwika, zvikuru kana paine chakufadza, kana kuti uchiratidza kunyara nezvaunenge waita.
VerengaSwipe for the next word