KwaunobvaDuramazwiPpfipfidza

Duramazwi

pfipfidza

Zvinoreva

Kupfipfidza kuseka kunenge kweunzenza, usingaseki zvinonyanyonzwika, zvikuru kana paine chakufadza, kana kuti uchiratidza kunyara nezvaunenge waita.

1

Kupfipfidza kuseka kunenge kweunzenza, usingaseki zvinonyanyonzwika, zvikuru kana paine chakufadza, kana kuti uchiratidza kunyara nezvaunenge waita.

Kupfipfidza kurira kunoita makonzo kana mbeva dzichitamba.

2

Kupfipfidza kurira kunoita makonzo kana mbeva dzichitamba.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfipfinyika

Kupfipfinyika kusekera pasi, zvinowanzoitwa nevanhu vanenge vachitaura pamusoro pemunhu vasingadi kuti azvinzwe.

Verenga

Swipe for the next word