KwaunobvaDuramazwiPpfimbika

Duramazwi

pfimbika

-fundika-fundira

Zvinoreva

Kupfimbika kuisa muchero wava kuda kuibva panodziya, panoita kuti uibve. Kana mukapfimbika mengo idzodzo dzisati dzakora, dzinoora dzikashatisa upfu hwese.

1

Vana vanga vachigwanya mazhanje nokuti vari kuda kupfimbika mambishi.

Kana munhu achinzi anopfimbika mashoko anenge ari munhu anogara akasungirira zvinhu muhana, asingatauriri vamwe.

2

Zvakafanana

-fundika · -fundira

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfini

Kana munhu ane pfini anenge ane mwoyo wakashata unofa-

Verenga

Swipe for the next word