KwaunobvaDuramazwiPpfikura

Duramazwi

pfikura

Zvinoreva

Kana munhu achipfikura anenge achichema zvinoratidza kuti ane shungu dzakawanda, asi achiedza kuzvibata.

1

Kana munhu achipfikura anenge achichema zvinoratidza kuti ane shungu dzakawanda, asi achiedza kuzvibata.

Tadiwa akatowedzera hake kupfikura handiti ainge amuwana here wekuchemera.

Zvisinei ndakamusiya ipapo achipfikura misodzi yake yengwena iyoyo ndakumhanya kwaHeadmaster.

Vainge vongopfikura varimo mutirongo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfimba

Kupfimba kutaura nomusikana nokuita zvidavado zvokuti akude.

Verenga

Swipe for the next word