Duramazwi02 / 03pfiku pfikuKuti pfiku pfiku kuchema munhu achiita karuzha kaye kekunge ane munhikwi, kanoratidza shungu.Verenga→
Duramazwi03 / 03pfikuraKana munhu achipfikura anenge achichema zvinoratidza kuti ane shungu dzakawanda, asi achiedza kuzvibata.Verenga→