Duramazwi · zita
dego
Zvinoreva
Pfiwha rimwe remabwe kana zvitinha zvinoshandiswa kutsigira hari kana poto iri pamoto.
1
Pfiwha rimwe remabwe kana zvitinha zvinoshandiswa kutsigira hari kana poto iri pamoto.
Kana munhukadzi akanzi aputsa pfihwa anenge aparadza muchato wake nekuda kwezvaanenge aita.
Pfihwa mudziyo wesimbi unogadzikirwa poto pachoto.
Mutsende inzvimbo yechoto kana pfihwa inogona kuiswa poto kana hari yechipiri kana munhu achida kubika zvinhu zviviri panguva imwe chete.
2
Pfihwa mudziyo wesimbi unogadzikirwa poto pachoto.
Zvakafanana
dego
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfiki pfiki
Kuzviti pfiki pfiki kuzviisa pakahwandika.
VerengaSwipe for the next word