KwaunobvaDuramazwiPpfigira

Duramazwi

pfigira

-tenhera-konyera

Zvinoreva

Kana uchipfigira zvipfuwo unenge uchizvivharira mudanga, zvikuru kana zuva rovira.

1

Kana uchipfigira zvipfuwo unenge uchizvivharira mudanga, zvikuru kana zuva rovira.

Kana uchipfigira zvipfuwo unenge uchizvivharira mudanga, zvikuru kana zuva rovira.

Zvakafanana

-tenhera · -konyera

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfigirana

Kupfigirana kupinda mumba nokuvhara mikova vanhu vachitaura kana kuita zvimwewo zvavasingadi kuti zvizivikanwe neruzhinji.

Verenga

Swipe for the next word