Duramazwi
-bururarapusa
Zvinoreva
Kupfidzisa munhu kumurwadzisa zvekuti haazoitizve zvaakambokukanganisira.
1
Kupfidzisa munhu kumurwadzisa zvekuti haazoitizve zvaakambokukanganisira.
BaTakue chando chainge chavapfidzisa zvekuti vakavhura door kunge vari kupinda mumba mavo luck kwainaya zvaisanzwika.
Kupfidzisa munhu kumurwadzisa zvekuti haazoitizve zvaakambokukanganisira.
Kana munhu akakubaya anenge aita chinhu nechinangwa chokukupfidzisa.
Zvakafanana
-burura · rapusa
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfiga
Kana uchipfiga musiwo kana hwindo unenge uchizvifambisa, uchidzora mukana kusvika usisipo.
VerengaSwipe for the next word