KwaunobvaDuramazwiPpfichuka

Duramazwi

pfichuka

Zvinoreva

Kupfichuka kuurukira mudenga kwemhuka namakumbo ose.

1

Kana munhu achipfichuka anenge achitamba mumhanzi zvakasimba chaizvo.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfichura

Kana bhiza rapfichura munhu anenge akaritasva, rinenge ratomuka zvokuti anodonha.

Verenga

Swipe for the next word