Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu apfidza anenge akaura zvekuti anobva argera zvachose chinhu kana tsika yaanga achiita.
1

Vapfidza, havachazviiti zvakare zvekufamba vachitsvagira muzukuru murume.
Kana munhu achiti agura anenge achireva kuti apfidza, haachazopamhizve zvaambenge achisiita.
Kana munhu apfidza anenge akaura zvekuti anobva argera zvachose chinhu kana tsika yaanga achiita.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfidzisa
Kupfidzisa munhu kumurwadzisa zvekuti haazoitizve zvaakambokukanganisira.
VerengaSwipe for the next word