Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pfigamwedzi musangano wevatendi unoitwa pakupera kwomwedzi woga woga vachitenda kuraramiswa kwavanenge vaitwa naMwari.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfigira
Kana uchipfigira zvipfuwo unenge uchizvivharira mudanga, zvikuru kana zuva rovira.
VerengaSwipe for the next word