KwaunobvaDuramazwiVvharira

Duramazwi

vharira

-tenhera

Zvinoreva

Kutadzisa.

1

Kutadzisa.

Mai Mhofu vakarwadziwa zvisingaite kwave kuti mhere kwetsu yaivharira imba yose.

Vainzwa kuda kungoridza mhere inovharira nyika yose asi vakabva vazozvibata havo.

2

Kana munhu achivharira mumwe anenge achimira munzira make kuti atadze kupfuurira.

3

Kuvharira kushaisa mumwe mukana wokubudirira pachishandiswa nzira youkiribidi.

Mukuru wekambani akavharira musikana kuwana basa nokuviga matsamba ake.

4

Kana munhu achivharira zvipfuyo anenge achizviisa zvakaita mudanga kana muchirugu.

Zvakafanana

-tenhera

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhavhama

Kuvhavhama kurova mapapiro kunoita shiti ichibhururuka.

Verenga

Swipe for the next word