Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichizari-ra chinenge chichikutadzisa kufema zvakanaka.
Kuzarira kupfiga kana kuvhara panenge pakavhurika.

Wazarira bako mvura ichada kunaya.
Chizarira akakahadziswa netsaona iyi akabata muromo.
Chizarira naMundawaro vakavatakura ndokuvaisa pabvute vovaradzika, vakadzi vachiona zvitunha zvavafi vaya vakaridza mhere yorufu.

Zvakafanana
-gombera · -konyera
Zvakasiyana
-zarura
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zariro
Zariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga kana chirugu.
VerengaSwipe for the next word